Chikungu sezita
Mataridziko
Chikungu izita remhuri rinowanikwa muZambia neMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Joel Chikungu; Mirriam Chikungu; Rebecca Chikungu; Mwiche Chikungu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.