Rukorodzi

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChikorodzi)

Mamwe mazwi anotaura muronga unoyerera mvura ndeaya:

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Kikongo vanoti kota (to enter, to come in, to pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun).
  • Kikongo inoti kotwa (to be entered). VaKongo vanoti kotesa (cause to enter, put, take in, insert, admit, fetch in, load a canoe).
  • Kikongo inoti kota kunanxi (to put or pass under). Yao inoti kupwa (to subside - of water) vachireva kupwa?
  • Bambara inoti bani (n. little river) kureva rukorodzi.