Chikanya
Chikanya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Gideon Chikanya; Justin Chikanya; Nyasha Chikanya; Albert Chikanya.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi emimwe mitauro yeBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Umbundu inoti ocikanya (green maize) kureva chibage chinyoro. Mamwe mazwi: kanya (begin and be unable to finish; gnaw maize).
- Umbundu inoti kanya (v. fizzle out). Mamwe mazwi: kanyama (be stout, be strong).
- Lubukusu inoti khúukaania (vtr. prevent, forbid, cause to refuse, prevent).
- Kinande inoti ekikanya (n. cactus, a plant that looks like a cactus; a kind of flowering plant).