Chigumira

Kubva Wikipedia

Chigumira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Takesure Chigumira, Clayton Chigumira. Stabias Chigumira

Mitauro yeChiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaWanga neVaGiryama vanoti eshikumira (n. thousand) kureva chiuru. VaWanga vanoti eshikumi (n. ten) kureva zana.
  • VaGungu vanoti Kugumira kana kulindira (v. endure; perservere). VaGungu vanoti ngumira (determined person – pursues plan until he is successful).
  • VaGungu vanoti Kugumira (v. Anchor). VaGungu vanoti kugumiira (v. beat up to death) kurova munhu kusvika afe.

Mazita ari Pedyo[chinjirudza | chinjirudza mabviro]