Chidau

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Chidau kana Chidhawu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Vanhu vane zita iri: Oliver Chidau aive meya weHarare.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti umdabu (Origin - as of a tribe). Muenzaniso: abomdabu kulelizwe kureva vanhu vakazvarwa munyika iyoyo. Dabula (v. Bring into being, originate, create).
  • MaZulu vanoti isidabuko (n. Place of origin, original source; original custom.). Mamwe mazwi: indabuko (Source, origin. 2. Inherited custom or manners).
  • MaZulu vanoti isidawu (n. 1. Encephalartos ghellinckii, a large fern, 2. Species of rock cod, Epinephelus lanceolatus). Maconde vanoti kutauka (v. contradict) kureva kupikisa.
  • VaDigo vanoti dau (boat, canoe) vachireva bwato. VaGiryama vanoti kidau (boat, canoe) vachireva bwato.