Svetuka kuchirochemo

ChiFuliiru

Kubva Wikipedia

ChiFuliiru mutauro weBantu unowanikwa ku DRC.

Mashoko anotodza Shona

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • ChiFuliiru vanoti ihano (n. Advice) kureva zano.
  • Fuliiru inoti kiti (n. tree) kureva muti.
  • Fuliiru inoti burembo (n. Sap) kureva muto wemuti. Fananidzai nokuti hurimbo.
  • Fuliiru inoti kaaya (n. Village) kureva musha.
  • Fuliiru inoti njira (n. path) kureva nzira.
  • Fuliiru inoti ishoni (n. humuliation) kureva kunyadzisa.
  • Fuliiru inoti ukunia (v. rain) kureva kunaya.
  • Fuliiru inoti navyala (n. Mother-in-law). Mamwe mazwi: shevyala (n. father-in-law).
  • Fuliiru inoti umuhyakazi (new wife) kureva mukadzi mutsva.
  • Fuliiru inoti nyina (n. mother) kureva amai.
  • Fuliiru inoti mutego (n. trap) kureva muteyo.
  • Fuliiru inoti mwezi (n. month) kureva mwedzi.
  • Fuliiru inoti mundu (n. person) kureva munhu.
  • Fuliiru inoti yonyene (itself) kureva yomene. Mamwe mazwi: wenyene (yourself) kureva womene
  • ChiFuliiru vanoti musore (n. Young man) kureva mujaya.
  • Fuliiru inoti muguma kana luguma (One) kureva mumwe kana chimwe.
  • Fuliiru inoti mbamu (adj. large) kureva hombe.
  • Fuliiru inoti ikajabo ko'lwiji kureva mhiri kwerwizi.
  • Fuliiru inoti lusiku (n. Day) kureva musi.
  • Fuliiru inoti gata-gata (ideo. of many arriving in one place). Fananidzai nokuti Dande kata.
  • Fuliiru inoti nyingi (many) kureva zhinji.
  • Fuliiru inoti lubako (n. forest) kureva sango.
  • Fuliiru inoti mwami (n. King) kureva mambo.
  • Fuliiru inoti mutima (n. heart) kureva moyo.