Chaminuka

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuChaminuka wemuZimbabwe)

Chaminuka waizivikanwa se mhondoro munyika ye Zimbabwe. Mutsika dzechivanhu ne magariro anozikanwa ari rimwe remauto anemukurumbira muhondo dze marudzi kusanganisa dzeva Ndebele neva Shona nekudaro mbiri yake yakafamba kusvika parezvino nekuda kwenziyo dzakavambwa kubva kare. Pese pangaridzwa mbira dzevadzimu hapashaikwe nziyo ine zita rate.

VaChaminuka vaive military strategist, murgwi, svikiro (muporofita), museziwemhanzi, uye mudetembi, mukutadza kwavo Vakoloni saiwanzo tsanangura VaChaminuka se-‘minstrel’.[1]

VaChaminuka vaive gwenyambira (kana bandambira) vaive nemukurumbira yeku ridza mbira dze pasichigare nemazvo, dzavayipuwha nevadzimu – kuzvika murizvino mhanzi dzavo dzichikuoneka dzichipesvedzera mhanzi dze mbira dzanhasi.[1]

Ringai zve:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mabviro eruzivo:[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  1. 1.0 1.1 Pamhepo nekuponeswa na Sekuru, 06-Kubvumbi-2020, "VaChaminuka: Nhoroondo dze Chivanhu" Zambuko ReChivanhu Zimbabwe International. Yakaringwa 24-Zvita-2022