Svetuka kuchirochemo

Chaani

Kubva Wikipedia

Chaani? (whose)? Chibage chaani ichi? Whose corn is this?

  • Zvaani? Zvinhu zvaani izvi? Whose things are these?
  • Paani? Pamusha paani apa? Whose village is this?
  • Waani? Mwana waani uyu? Whose child is this?
  • Yaani? Imbwa waani iyi? Whose dog is this?
  • Vaani? Vana vaani ava? Whose children are these?
  • Kwaani? Uri kuenda kumunda kwaani? To whose field are you going?
  • Twaani? Tumiti twaani utwu? Whose sticks are these?
  • Rwaani? Rufu rwaani urwu? Whose funeral is this?
  • Maani? Matema ipwa mumunda maani? In whose field did you chop the sweet-cane?

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaZigula vanoti chani, vani, ani (whose?). Sokuti: Chikombe chino ni chani? (Whose cup is this?).