Carbon monoxide

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

carbon monoxide read here in shona

Carbon monoxide mushonga unokwadza minho.Mushonga uyu igas rinobuda panobviriswa mahydrocarbons.kana mahydrocarbons akapiswa kuina mhepo kana kuti pasina destructive destillation ndipo panobuditswa carbon dioxide

Formation[chinja | edit source]

Carbon monoxide inobva pazvinhu zvinobvira asi zvinonetsa kibvirisa zvinhu pasina mweya.Kana pane mweya zvinhu zvichibvira panobuda carbon dioxide formula yacho ichiti CO2.Carbon monoxide inozongadzira kubva pacarbon dioxide.

IndustrialProcess[chinja | edit source]

paindustry vanopasa carbon dioxide through a liquid inotora carbon dioxide kana kupasa carbon dioxidd me pacopper yakaheater.In process lanobuda carbon monoxide.

uses[chinja | edit source]

Carbon monoxide inobvira zvekuti rakabatidzwa rinobvira zvekutoboiler mvura.Carbon monoxide iri danger yakafemwa inokwadza minho.