Bungu
- Bungu (A maize cob stripped of grain). Pakuwanda toti mapungu.
- Bungu (An eagle) kureva chapungu. Pakuwanda toti mapungu.
- Bungu (a forest) kureva dondo kana sango kururimi rweChiNdau. Pakuwanda toti mapungu.
- Bungu sezita (a family name).
Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- KuSouth Africa kune nzvimbo inonzi Mapungubwe yaigarwa nevanhu karekare.
- Chipungu sezita izita remhuri.
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |