Bumburudzi
Mataridziko
- Bumburudzi (cluster of fruits) kana kuti chitsumbu kana bumha. Consider using this to translate polity.
- Bumburudzi (clump of trees).
- Bumburudzi, bato kana chaunga (group of people).
- Bumburudzi (General ??) apa kureva chinhu kubatanidzwa kwendudzi dzose dzezvinhu zviri panzvimbo. Apa kutsvaga mwazwi ekuturikira shoko rinoti General kuEnglish.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTaabwa vanoti kibumbulu kana kibumburubwe (n. clod of earth).
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
