Bhurunei

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBrunei)
Nation of Brunei, Abode of Peaceنڬارا بروني دارالسلام
Rwiyo: Allah Peliharakan Sultan, "God Bless the Sultan"

Bhurunei (kureva Brunei; kare: Brunei Darussalam) yadanwa muchikare ichinzi Bhurunei Dharusalama (Chimalayi: Negara Brunei Darussalam, Chijawi: نݢارا بروني دارالسلام‎, kureva. 'Rudhende rwe Bhurunei, Mhatso yo Rugare', inyika yakagadzikwa kumaodzanyemba egombe rechitsuwa che Bhorinewo (kana Kalimanthani) kuChamhembechemaodzanyemba eEzhiya.

Kunze kwe gombe rayo Bhahari re Chayina Chamhembe, rakakomberedzwa ne Muvuso we Vumalayi re Sarawaki. Yakapatsanurwa mumikamu iviri nedunhudiki re Sarawaki rinonzi Limban'a. Bhurunei ndiro rega muvuso revuamire riri pa Bhorinewo; chisare chechitsuwa chinogoviva pakati pe Vumalayi ne Indonezha.

Kubvira 2020, huwandu hwe vanhu wayo waive 460,345, paruzhinji rwavona vangasvike 100,000 vaigara mugutaguru uye gutahombe, Bandar Seri Begawan. Hurumende rayona ndiro rumambo rwunotongwa ne Suluta waro, anotumidzwa kunzi Yang di-Pertuan, uye rinoshandiswa chikumbanidzwa che mutemo unjee we Chingezi ne mutemo we Sharia, pamwe ne maitiro e Ruyisalama.


Ezhiya

Afughanistani · Arumeniya · Azeribhaijani · Bhahareyini · Bhangaladhesha · Bhuruma · Bhurunei · Bhutani · Chayina · India · Indonezha · Irani · Iraki · Isiraeri · Istimuri · Japani · Jojiya · Jorodhani · Kambodhiya · Kazakhistani · Kerigistani · Koriya Chamhembe · Koriya Maodzanyemba · Kuwayiti · Morudhivhi · Mongoriya · Neparu · Omani · Pakistani · Kataa · Raosi · Rebhanoni · Rhashiya · Saipurasi · Saudhi Arabhiya · Sin'apowo · Sri Lanka · Siriya · Tajikistani · Turuki · Turukimenistani · Mubatanidzwa weMaamire eUarabhu · Uzibhekistani · Vhiyetinamu · Vufiripina · Vumalayi · Vuthayi · Yemeni