Basa (fundoyetsimba)

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBasa (neFosi))

Basa (kureva work) muchidzidzo chefundoyetsimba, rinodudzirwa sesimba rinoshanda kana Fosi ichinge yafambisa chinhu chine huremu zvinoenderana nerudzivo rwekuri kunanga Fosi iyoyo. Basa rinoitwa chete kana Fosi ichinge yafamba nhambwe; Fosi isina chayafambisa hapana basa rinenge raitwa.

Basa rine tsazaniso inoti, Basa = Fosi x Nhambwe.

Basa rinopimwa nechiyero chatingati majao (kutodza joules kuChingezi).