Barinye

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Izwi rokuti barinye riri kushandiswa pano kuturikira chinonzi genome kuEnglish.

  • Kwagara kune izwi reShona rokuti chibarinye rinodudzirwa richinzi - individual charateristic, nature.

Kana kuchinge kwazowanikwa izwi riri nani rinoturikira genome, iroro ndiro richatsiva barinye.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Barinyera (Genomics). (Genomics study of the structure, function, evolution, and mapping of genomes).
  • Mabari (Genes) - pahuwandu ndiro izwi rimwe.
  • Unenamabari (Genetics).
  • Dekenye zvinoreva huwandu hwevanhu vazhinjisa.
  • Genome - a full set of chromosomes; all the inheritable traits of an organism. The suffix -ome as used in molecular biology refers to a totality of some sort.