Bandira
Mataridziko
- Bandira (Break hard ground with plough) apa kurevera kurima munda kwakaoma kusati kwanaya.
- Bandira sezita (a family name).
- Hurwere hweBandira (Heat stroke) rinoreva kufizuka kunoitika kana munhu anyanya kupiswa nezuva.
| Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana. Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri. |
