Bamba reKushanda

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBamba (kushandira))

Shoko rokuti bamba (mental or physical effort or exertion) rinoreva kushandira kana kushingaira kwose kunoitwa nevanhu kana masangano kungava kuri kushanda vachibata nemaoko kana kushandisa pfungwa. Munhu anoshanda ari muhofisi anoita bamba, uy snoshanda rokuchera mugodhi anoitawo bamba. Kana pari pakambani munhu wose kubvira kune mukokeri mukuru kusvika kune uyo ari kubika tiyi vose vari kuita bamba.

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Muchero ibamba - apa kureva hope of reward is a driving force.
  • Ngwena haidyi chebamba chayo chinoza neronga:
  • Nhumbu imhambarirwa: hunger is a driving force.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaTonga vanoti ku bamba (to arrange).
  • VaTonga vanoti kubambulula (to correct).
  • VaGwere vanoti mpambiiro (n. s.t. that requires great physical exertion, effort or struggle) kureva mhambarirwa?