Ari Wose
Mataridziko
Ari wose (Everyone).
Kurerutsa Mutauro
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Mukadzi asina murimiri anogungudzikira munhu ari wose nokuti ichirikadzi: a woman who has no one to plough for her asks for help from everyone on the grounds of her being a widow.
- Munhu ari wose anobvunza nguva dzose kuti, bhachi rakanaka kudai wakaritengepi? Everyone is always asking, where did you buy such a beautiful jacket?
- Chiri chose (whatever; anything, everything?).
- Chiri chose chaunokumbira kuna mambo, mukunamata uchitendera, uchachigamuchira.
Kurerutsa Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaTonga vanoti Uuli oonse (Anyone; whoever).