Ambele

Kubva Wikipedia

Ambele mutauro uri pedyo neBantu unowanikwa kuCameroun.

Mazwi Anotodza Shona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Mutauro weAmbele une mazwi mashoma anonatsa kutodzana neChiShona.

  • VaAmbele vanoti mwan (n. child) kureva mwana.
  • VaAmbele vanoti kan (when) kureva kana uye rinhi.
  • VaAmbele vanoti libi (n. faeces) kureva mavi.
  • VaAmbele vanoti ata (n. father) kureva baba kana tate.
  • VaAmbele vanoti nam (n. meat) kureva nyama kana mhuka.
  • VaAmbele vanoti bin (n. dance) kureva kudzana. VaChewa vanoti kuvhina.

Mamwe Mazwi[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaAmbele vanoti e ka te (n. book) kureva bhuku.
  • VaAmbele vanoti e kate (n. school) kureva chikoro.