Arubhaniya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuAlbania)
Rudhende rwe Urubhaniya
Rwiyo: Himni i Flamurit, "United around the flag"

Arubhaniya (kureva Albania, Chiharubhani: Shqipëri, Shqipëria; Republika e Shqipërisë ) kana Urubhaniya, kana se pachihofisi Rudhende rwe Arubhaniya, inyika iri kuchichamhembechemabvirazuva e ziwumbe re Yuropu. Yakagadzikwa pa Mabhahari e Adhiriati ne Ionia (kureva Adriatic ne Ionian) mukati me Bhahari re Medhiteraniya uye inogova miganhu ne Mondenegiro kumaodzanyembaemadokero, Kosovho kumaodzanyembaemabvazuva, Masedhoniya Maodzanyemba kumabvazuva uye Vugiriki (Girisi) kuchamhembe.

Gutaguru rayo iTirana uye ndiro guta rihombe, richiteverwa ne Durrës, Vlorë, ne Shkodër.

Nyika iyi ine miganhu neMondenegiro, Kosovho, Masedhoniya, Vugiriki (Girisi) ne Itari.

Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi