Dziva rokushambira: Kusiyanisana kwezvidzokororo

Kubva Wikipedia
Content deleted Content added
No edit summary
No edit summary
Mutsetse 11: Mutsetse 11:
Kune vasina kuzvijaira mbatya dzinopfekwa kuduhwino dzinoita kunge munhu asina kusimira zvakakwana, asi kune vazvijaira vanongoti ndizvo zveko.
Kune vasina kuzvijaira mbatya dzinopfekwa kuduhwino dzinoita kunge munhu asina kusimira zvakakwana, asi kune vazvijaira vanongoti ndizvo zveko.


Mune dzimwe nzvimbo duhwino rinovakirwa gapwa rokuti pwere dzinotambamo dzichichapura mvura. [[Kuchapura]] mvura uku ndiro dambe racho, zvichibatsira kuti vasanotamba kunonyudza.
Mune dzimwe nzvimbo duhwino rinovakirwa gapwa rokuti pwere dzinotambamo dzichichapura mvura. [[Kuchapura]] mvura uku ndiro dambe racho, zvichibatsira kuti vasanotamba kunonyudza.<ref>[http://poolcleaner.us Best Pool Cleaner]</ref>





Dzokororo sekubva 11:21, 22 Chikunguru 2017

Dziva rokushambira zvinoreva dziva rakavakwa nevanhu kuitira kuti vashambire munzvimbo ine mvura yakachena inosukwa tsvina dzichiraswa. Nokumwe kutaura rinonzi duhwino. Duhwino rinodirwa mishonga inouraya hutachiona uye mvura yacho inomiminiwa kubvisa tsvina yakaita magodo.

Maduhwino ane mitemo yawo inosanganisira:

  • Vanhu vanofanira kugeza vasati vapinda muduhwino zvisinei kuti vabva kumba vakageza.
  • Kune mhando dzembatya dzinotenderwa muduhwino, mbatya dzinopfekwa kumba kana munzira hadzitenderwi kanamunhu ave mumvura. Mbatya dzomunduhwino dzakagadzirwa kuti dzisareme kana dzatota uye dzinosonwa nejira risingatakure hutachiowana kunyanya.

Kune vasina kuzvijaira mbatya dzinopfekwa kuduhwino dzinoita kunge munhu asina kusimira zvakakwana, asi kune vazvijaira vanongoti ndizvo zveko.

Mune dzimwe nzvimbo duhwino rinovakirwa gapwa rokuti pwere dzinotambamo dzichichapura mvura. Kuchapura mvura uku ndiro dambe racho, zvichibatsira kuti vasanotamba kunonyudza.[1]

  1. Best Pool Cleaner