Ngirozi

Kubva Wikipedia
Ngirozi dzoimbira Jesu Bouguereau, 1825–1905.

Mutsika dzechiKristu ngirozi mweya uri pasi pesimba raMwari unotumwa naye kuita mabasa ake Mwari.

Bhaibheri rechiKritsu rinotaridza kuti ngirozi dziri pasi paJesu Kristu. Bhuku reHebrews pandima 1:6 rinoti "Uye kana achizouyisazve dangwe panyika, anoti: Vatumwa vose vaMwari ngavamunamate".

Kurerutsa Mutauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Zvino ndinosisira [kuhwirira]] koorwa nomutongi wePhesia, naapo ndapedza, ringira, mutongi weGirisi unozouya. (Daniel 10:20).