Zvombo zvinechefu
From Wikipedia
Zvombo zvine chefu (Biological weapons). Zvombo izvi zvinonyanya kugadzirwa nenzira yokuti vanhu vakafema, kudya, kunwa kana kubata zvine mishonga unenge wamwaiwa vanobva vafa.