Zvakadudzwa (Statement) ndizvo zvakataurwa kana kunyorwa pasi maererano nenhau iri kutaurwa pamusoro payo.