Zingizi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Xylocopa pubescens female on Callistemon.jpg

Zingizi (carpenter bee) imhando yenyuchi ine tumvere inowanikwa Pasirose. Zingizi rinovaka dendere raro pamapango kana miti yakafa uye pamushenjere.