Vanga

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Vanga (Scar) mutaro unowonekwa paganda pakambokuvara, kuvhurwa, kuchekwa kana kutsva.

Mazuvaano kwave nenzira dzekunama nyama kuti pakambochekwa pasare pachitaridzika serimwe ganda risina kumbochekwa.

Personal tools
Namespaces

Variants
Actions
Banguranyika
Maturuzi
Mimwe Mitauro