Tsindi

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Paraxerus cepapi00.jpg

Tsindi (Squirrel in English) imhuka yemusango ine chimiro chinenge chetsuro asi iri diki pane tsuro. Tsindi inogara mumuti uye ine muswe wakareba pane wetsuro. Tsindi ine ruvara rushava (brown). Mhuka iyi inodya michero yesango, midzi, nemashizha akasiyana-siyana.

Kune vamwe vanhu vanodya tsindi.