Tonderai (Person's name) - izita rakafana nekuti, Yeukai, Rangarirai, ishoko rinoshandiswa seyeuchidzo yekuti munhu kana vanhu vasakanganwe chimwe chinhu