Tambo (rope in English) chirukwa chigadzirwa neshinda kana waya nhete dzichirukana kuita shinda hobvu. Tambo dzinoshandiswa mabasa akawanda zvikurusei panodiwa kusimba kwadzo.
Tambo dzewaya dzinoshandiswa kutakura chikepe nechikwera pamugodhi.