Talk:Dandira

Zvirozvemo zvezanhi hazvitsigirwe mumimwe mitauro.
Kubva Wikipedia

Dandira idzinza rakabva kwaChiwara(Zimbabwe) revayera Moyo Gono. Chakaita kuti rinzi Dandira, ndechekuti, vakabva kwaChiwara vachienda ku nzvimbo dzakasiyana siyana.

Ini ndinofunga kuti panzvimbo pekushandisa dandira pakureva web tinofanira kushandisa dandemutande. Izwi iri ndiro rinoenderana ne web pakudaidza(meaning). Chero Google Zimbabwe inoshandisa vara rekuti dande mutande.