Swaziland

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Umbuso weSwatini
Kingdom of Swaziland
Flag of Swaziland.svg Coat of arms of Swaziland.svg
National motto: Siyinquaba
LocationSwaziland.svg

Swaziland inodanwazve ichinzi kaNgwane kana Eswatini inyika iri kuchamhembe kweAfrica. Nyika iyi yakakombwa neSouth Africa kumaodzanyemba, chamhembe madokero nekuchamhembe kwakadziva kumabvazuva; kumaodzanyemba kwakadziva kumabvazuva inoganhurana neMozambique. Nyika iyi nevanhu vemo vanotora zita kubva kuna Mambo Mswati II.

Swaziland ndiyo yedzimwe nyika dikisa muAfrica. Kubva kumaodzanyemba kusvika kuchamhembe kwayo pane makiromita 200, uye kubva kumabvazuva kusvika kumadokero pane makiromita 130. Asi zvakadaro nyika iyi inowanikwa rutaranyika rwakatsaukana nemamiriro ekunze akasiyana siyana; kumakomo kunotonhorera kwakadzika kunopisa uye kwakawoma. Vagari veSwaziland ndeverudzi rwechiSwati vanotaura rurimi rweSiSwati. Nyika iyi yakavaururwa pakati pemwaka wechizana 18 ichitungamirwa naNgwane III; miganhu yayo iriko zvino yakatarwa mugore 1881. Mushure meHondo yeVangirandi neMabhunu, Swaziland yakava Nyika yakachengetedzwa neBritain kubva mugore 1903 kusvika 1967, cihizowana kuzvitonga musi wa 6 September 1968.



Africa
Algeria | Angola | Benin | Botswana | Burkina Faso | Burundi | Cameroon | Cape Verde | Central African Republic | Chad | Comoros | Democratic Republic of the Congo | Republic of the Congo | Côte d'Ivoire (Ivory Coast) | Djibouti | Egypt | Equatorial Guinea | Eritrea | Ethiopia | Gabon | Gambia | Ghana | Guinea | Guinea-Bissau | Kenya | Lesotho | Liberia | Libya | Madagascar | Malawi | Mali | Mauritania | Mauritius | Morocco | Mozambique | Namibia | Niger | Nigeria | Rwanda | São Tomé and Príncipe | Senegal | Seychelles | Sierra Leone | Somalia | South Africa | South Sudan | Sudan | Swaziland | Tanzania | Togo | Tunisia | Uganda | Zambia | Zimbabwe