Rwendo

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Rwendo (Journey) zvinotaura kufamba munhu achibva pamusha paari kuenda kumwe. Rwendo rungava rwemazuva mazhinji kana rwema hour mashoma. Rungava rwendo rwekufamba netsoka, muchovha, bhazi,ndege, chikepe, bhiza zvichingodaro. Rewndo rwose rune chinangwa.

Tsumo[chinja | edit source]

  • Angoita fungura moyo rwendo rwembwa ndokusviko yambuka kuenda kwaMurambinda.