Kugetsenura

From Wikipedia
(Redirected from Rupfuturanegetsi)
Jump to: navigation, search

Kugetsenura (Electrolysis in English) chiitiko chinoshandiswa kupfutura maAyoni akabatana kuti apatsanurwe kuchishandiswa magetsi. Apa maAyoni anenge ari mumunyungu unopereka magetsi unonzi mugetsenurwa. Chiitiko ichi chinoshandiswa paSable Chemicals kuKwekwe apo vanoshandisa magetsi kupatsanura oxygen ne hydrogen anova magasi anogadzira mvura.

Kurerutsa Mutauro[chinja | edit source]

Zvakanaka kuti tipe mashoko anorerutsa kuzotaura zvidzidzo izvi tichipfuurira mberi.

  • Oxygen can be obtained by electrolysis of water - pakuturikira toti Oxygen inowanikwa panoitwa rugetsenuro rwemvura.