Rufu
From Wikipedia
Shoko rokuti rufu (funeral in English) rinoreva panguva kana panzvimbo pakawunganiwa kuchema munhu afa. Rufu rwunoreva kuti pane munhu afa saka mashoko aya anoshandisw achitsivana nokuti anonongedza kuchinhu chimwe.