Rombedza

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti rombedza (soften by soaking) rinoreva kunyika zvinhu kuti dzipfave - uku kungava kunyika mbeu kuti dzitotere nemvura dzisati dzadyarwa kana kunyika chibage chisati chadzvurwa kuti sadza romudzvurwa.

  • Kumbombeka (Soften by soaking) kana kuombeka kureva kupfavisa nenzira yekunyika mumvura.
  • Kumbombera (Become soft through soaking) kana kurombera.
  • bvuve kana bvuvi (ideophone of immersing something in water for a long time).
  • Kubvuvika (Immerse or soak - for a long time) zvichireva kuombeka chinhu mumvura.
  • Kubvuvira (to add malt or yeast when brewing beer) Vanobika hwahwa vanobvuvira nezuva retatu. Brewers of beer add malt on the third day of its preparation.

Zvenyika yeZimbabwe[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Dombe ideo of Softening by soaking.
  • Kudombedza Soak (e.g. hide; bark) zvichireva kuombeka.
  • Kudombeka, kurombera kana kunyadzika (1. Soak; 2. Make soft, pliable - through soaking). Zvichida izwi iri rinokwanisa kushandiswa kuturikira chinonzi conditioning kuEnglish?
  • Kudombera (1. Be pliable - through soaking; 2. Become soft through soaking e.g. rice).
  • Dehwe radombera: the hide is not stiff any more.