Rifa (inheritance) zvinoreva zvinhu zvinogachidzwa munhu kubva kune mumwe anenge afa, kana pfuma inogachidzwa vana nomubereki. Shoko iri rinonyanya kushandiswa pazvinhu zviduku sembatya nemidziyo kwete kutaura mombe kana vanhu vagarwa nhaka.