Gonyeti

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuRhori)
Gonyeti rine Ngavi ye Kenworth. Rine ngoro ine firiji
Daimler-Lastwagen, 1896

Gonyeti ivara rakatangwa ne muimbi ainzi Paul Matavire achireva mazimotokari makuru ano kweva ngoro. Aingo fananidza kufamba kunoita ngoro dzemoto dzemhando iyi ne zviya zvinoita gonye nekuzvonyongoka kwarinoita kana richifamba. Zvekuti gone yet izvi hachisi chokwadi. Utori mutauro wechimanje manje uye unogona kunzi (slang) pachirungu. Kana mukawongorora kuti zvekuti gone yet zvino batana papi nekuti gonyeti unopa shaya. Ko inga varungu vaingo bvunza vashandi vavo kuti “has he gone yet" kwese kwese nekwaisa shandiswa motokari yemhando idzi, mubvunzo ndewekuti sei zita iri risina kupihwawo kuma bhazi nekuti kwese kwese varungu vaingo bvunza kuti "has he gone yet"

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaFwe vanoti kunjomba (v. to get stuck - for instance a car in the sand) vachireva kunjomba.