Q

Kubva Wikipedia
Mabhi eChiratini (semuChishona)
Aa Bb Bh Cc Ch Dd
Dh Ee Ff Gg Hh Ii Jj
Kk Ll Mm Nn Oo Pp Qq
Rr Rh Ss Tt Uu Vv Vh
Ww Xx Yy Zz
Mabhi eChivanhu a /q/

Chindau

Qh Qhw Qw
Qx Qxw

Q (kana "q") i bhii rinobva kubumbiro remabhii eChiratini rinoshandiswa mukunyorwa mitauro zhinji pasirose richiereketwa zvakasiyana. Rinowanikwa mubumbiro remabhii eChivanhu, zvichienderana nemutauro kana mutauronyina. Bhii ra /Q/ mumitauro ye Chivanhu rinowanikwa muChindau nekuti chine pesvedzero yeChinguni, pamusoro pezvo, rinogona kunge richiwanikwa mumitauronyina ye Chikaranga.

Mashandisirwo anoitwa Q[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Muchirungu fonororoji ya q inoshandiswa kutaura mazwi ari pazasi

Mabhi eChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

tarisai futi Chishona, uye Bumbiro reMabhi eChishona