Pito

Kubva Wikipedia

Pito karo kakagadzirwa kuti kange kachirira kana kafuridzwa mweya. Pito dzinonyanya kushandiswa pamitambo.

Izwi rokuti pito rinobva kuPortuguese inoti apito.

Mitauro iri muAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]