Dare reMabhuyo

From Wikipedia
(Redirected from Parliament of Zimbabwe)
Jump to: navigation, search
Harare parlament 24032005.jpg

Parliament of Zimbabwe ndiyo nzvimbo inosangana vamiriri vakavhoterwa nevanhu kuti vava vanomirira zvido zvevanhu kudare reParamende. Chivakwa ichi chiri pakati peguta reHarare.


Kuturukira Zita[chinja | edit source]

Mukutaura mazuvaose tinoturikira tichiti Paramende. Shoko rokuti Parliament rinobva kushoko reFrench yakare rinoti parle richireva to speak, apa kureva kuti paramende imba inosangana vamiriri vematunhu ekuvhota vachitaura zvakakosha zvenyika nezvematunhu avanomirira. Kutsvaga zita idzwa rinotaura neChiShona tingati imba iyi inganzi Dare reMabhuyo, apa mabhuyo zvichirevera nhau kana mashoko akakosha emusha. Shoko rokuti mabhuyo (interesting matter of conversation) rinoreva misoro yenhaurwa (kana mhaka) yakakosha inokwezva vateereri nemakurukota.