Nyundwa (hump on a bull's back) zvinoreva nzvimbo yakakwirira pamapendekete emhuka zvikurusei hono. Mombe dzinoonekwa nyundwa zvikurusei kana iri ngunzi kana kuti bhuru