Nyamafingu inyoka ine huturu inowanikwa muAfrica, South America, USA nekuIndia. Nyamafingu inoti kana yashatirwa inofutisa mativi emusoro - kunova kunobva zita rookuti nyamafingu; izvo zvakafuta kumativi ndizvo mafingu.