Njee
Shoko rokuti njee (common in English) rinotaura chinhu chinowanikwa mazuvaose, chiri paruzhinji, kana chine vazhinji, kana nekumwe kutaura chisingashamisi.
Tsika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Mukutaura mazuva ose shoko rokuti njee rinoshandiswa kusiyanisa zvinoshamisa nezvisingashamisi.
- Hunyanzvi hwakadai haungoitwe nemunhu njee.
- Kurongeka kwakaita basa riri pano hazvina kuitwa nemunhu njee.