Nhovo

Kubva Wikipedia

Nhovo (mattress) chiumbwa chakagadzirirwa kuti vanhu vange vachirarira pasingadzamire. Nhovo inogadzirwa yakavharwa kunze nejira mukati muine donje kana zvimwe zvinhu zvakapfava zvinoita kuti kana munhu arara asanzwe kudzamira kwesimbi kana mapuranga akagadzira mubhedha.

Kunonzi makarekare kuEgypt vaigadzira nhovo vachishandisa nhokwe.