Ngochani

Kubva Wikipedia

Shoko rokuti ngochani (homosexual kuChirungu) rinoreva munhu anoita zvehushumiri hwepabonde achivata nemurume iye pachake ari murume, kana kuvata nemukadzi iye pachake ari mukadzi. Kuti tisiyanise pano tichati kune ngochanirume nengochanikadzi.


Mubhaibheri reChitendero kechiKritsu shoko rinorambidza tsika yekuti murume avate nemumwe murume kana kuti mukadzi arare nemumwe mukadzi.