Ndiro (plate in English) inokwanisa kurevawo mhando yemudziyo unopakurirwa chikafu, mudziyo uyu wakatambanuka uine mativi akasimuka kuti ukwanise kutakura chikafu. Mazuvano vanhu vave kungoti dzose ndiro asi kune mbiya (bowl) yakasiyana nendiro inova ndiyo inopakurirwa usavi.