Munda
From Wikipedia
(Redirected from Ndima)
Munda (field of crops) zvinoreva ndima yevhu yakatambanuka inoshandiswa senvimbo yekudyara zvirimwa zvinosanganisira chibage, nzungu, gorosi,sunflower, mapfunde, rukweza zvichingodaro.
Chikamu chemunda chinonzi ndima kana kuti bande - mazwi aya anoshandiswa kutaura chikamu chemunda chapwiwa kuti munhu asakure. Ndima rinotaurawo chikamu chemunda chakadyarwa zvakasiyana, kan chero chipi chikamu chiri kutaurwa nezvacho.