Mwenda porepore

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Mwenda porepore (Go Slow) zvinotaura mashandiro evanhu vari kunanaira vachinonotsa basa iyi iri nzira yokuratidzira apo vanenge vaine chinyunyuto chavanoda kusvitsa kumushandirwi.