Muchidzidzo masvomhu mhetanhamba (multiplier in English) zvinoreva nhamba a iri kushandiswa kutsama Somuenzaniso kuti pawanikwe huwandu honodiwa.