Mutsimba (wrestling) zvinoreva kurwa vanhu vachisairirana, kukakatana, kukandana nokupingana nenzira yokuda kuratidzana masimba pasina zvibhakera chaizvo zvinokandwa.