Murayiranwa

Kubva Wikipedia

Pano shoko rokuti murayiranwa riri kushandiswa kuturikira shoko reChirungu rokuti regular rinoreva usual, normal, or having rules of guidance. Zvinhu zvine murarayiranwa zvinofamba kana kudyidzana zvichipana mirawu inotara mutowo wazvinofamba nawo. Nokumwe kutaura tingati zvinotodzana pakufamba, kuumbwa kana kutaridzika kwazvo.

Chiro chisingatevedzi mutemo kana mutowo wokufamba nawo chinongonzi chisina murayiranwa - irregular.

Kurerutsa[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • May I have regular tea please. Ndaikumbira munditirewo tii yakare yemazuva ose, yemurayiranwa.

Mitauro yeChiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaHerero vanoti osemba (regular).
  • VaHerero vanoti oku-kara osemba (regularity).